RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/14 p. 8
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 6/14 p. 8

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri paMugovera Wokutanga Muna July

“Munofunga kuti Mwari anokoshesa minyengetero yedu here?” Rega apindure. Muratidze peji 16 yeNharireyomurindi yaJuly 1, mokurukura mashoko ari pasi pemubvunzo wekutanga uye verengai rugwaro rumwe chete kana kupfuura pane aripo. Mupe magazini acho, uye ronga kuzodzoka kuti mukurukure mubvunzo unotevera.

Nharireyomurindi July 1

“Sezvo Mwari aine simba rose, munofunga kuti anofanira kupiwa mhosva yezvakaipa zvose zvinoitika panyika here? [Rega apindure. Zvadaro, verenga Jakobho 1:13.] Magazini ino inotsanangura kuti nei zvakaipa zvichiitika uye kuti Mwari achaitei kuti apedze uipi nekutambura.”

Awake! July

“Tose tinowirwa nematambudziko akadai senjodzi dzinongoitika dzega, chirwere chinouraya, kana kuti kufirwa. Kana izvi zvikaitika munofunga kuti zvinokosha here kuramba tiine maonero akanaka? [Rega apindure.] Vanhu vakawanda vakaona kuti Bhaibheri rinobatsira kutsungirira matambudziko. [Verenga VaRoma 15:4.] Magazini ino inoratidza kuti Bhaibheri ringatibatsira sei patinenge tiine dambudziko.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe