Sumo
Zvinotora nguva kusiya tutsika twawakajaira wotanga kuita zvakanaka, asi pane zvazvinobatsira here?
Bhaibheri rinoti:
“Kuguma kwenyaya kuri nani kupfuura kutanga kwayo.”—Muparidzi 7:8.
Nyaya idzi dzine mazano emuBhaibheri anogona kutibatsira kusiya tutsika twakashata.