RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 August p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MUKAI!
  • MUKAI!
  • TEERERA MWARI URARAME NOKUSINGAPERI
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 August p. 1
Murume nemudzimai vari kuparidza neintercom muVienna, kuAustria

Kuparidzira neintercom kuVienna, Austria

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Mukai! Nhamba 4 | Kuzvidzora Pakuita Zvawakajaira

Mubvunzo: Munofunga kuti zvinobatsira here kuti munhu asiye tutsika twakashata otanga kuita zvakanaka?

Rugwaro: Mup 7:8a

Zvekutaura: Nyaya idzi dzine mazano emuBhaibheri anoratidza kuti munhu angasiya sei tutsika twakashata.

MUKAI!

Mubvunzo: Upenyu hunochinja-chinja. Saka zvimwe zvinhu pazvinochinja muupenyu, tinofanira kuita sei?

Rugwaro: Mup 7:10

Zvekutaura: [Muratidze nyaya inotangira papeji 10.] Nyaya iyi inoratidza kuti Bhaibheri ringatibatsira sei panochinja upenyu.

TEERERA MWARI URARAME NOKUSINGAPERI

Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi

Mubvunzo: Tose tine mazita; vangava vanhu vemumba medu kana kuti shamwari. Ko Mwari ane zita here? Anonzi ani?

Rugwaro: Pis 83:18

Zvekutaura: Bhuku iri rinotsanangura zvimwe zvakawanda zvinodzidziswa neBhaibheri nezvaMwari. [Muratidze peji 6 ne7.]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe