MAZANO EKUBATSIRA VAKAFIRWA
Zviri Mumagazini Ino Mazano Ekubatsira Vakafirwa
KUFIRWA KUNORWADZA
Kufirwa kunorwadza zvakadii? Nei vanhu vanenge vafirwa vachida kunyaradzwa?
ZVAUNOFANIRA KUTARISIRA
Nyaya iyi inotaura zvinhu zvinofungwa nevanhu nezvekurwadziwa kunoita vanhu vanenge vafirwa uye inotaurawo zvinowanzoitika kwavari. Kana wakafirwa, ona zvinhu zvakasiyana-siyana zvinogona kuitika kwauri.
ZVAUNGAITA KUTI UTSUNGIRIRE KANA WAFIRWA
Zvii zvaungaita kuti usanyanya kurwadziwa? Nyaya iyi inotaura mazano anobva muBhaibheri akabatsirawo vamwe.
MAZANO ANONYATSOBATSIRA VAKAFIRWA
Verenga unzwe kunobva mazano anonyaradza akashandiswa nevakawanda pavaishungurudzika uye kuti ungaashandisawo sei.