RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g19 nha. 1 p. 16
  • Wakambozvibvunzawo Here Mibvunzo Iyi?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wakambozvibvunzawo Here Mibvunzo Iyi?
  • Mukai!—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Shandisa Peji Yekutanga yeJW.ORG Muushumiri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Zvinhu Zvakarekodhwa Zvekuteerera Zvingashandiswa Sei?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Dzidza Zvimwe Pawebsite Yedu
    Mukai!—2018
  • Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
    Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
Ona Zvimwe
Mukai!—2019
g19 nha. 1 p. 16

Wakambozvibvunzawo Here Mibvunzo Iyi?

Baba nemwana vachitarisa pajw.org
  • Kana Mwari achitida, nei achirega zvinhu zvakaipa zvichiitika uye vanhu vachitambura?

  • Tinoziva sei kuti tiri kurarama mumazuva ekupedzisira uye kuti nyika yava pedyo kuparadzwa?

  • Tinoziva sei kuti zvinotaurwa neBhaibheri nezveUmambo hwaMwari zvichaitika?

  • Bhaibheri rinogona kutibatsira here kuita zvisarudzo zvakanaka?

Musiki wedu akatipa mhinduro dzemibvunzo iyi nemimwewo nekuti anotida. Kuti uwane mhinduro dzacho enda pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com, iyo inobatsira vanhu kuti vazive zvinodzidziswa neBhaibheri.

Pawebsite iyi uchawana nyaya dzakasiyana-siyana, dzimwe dzacho unokwanisa kuita dzekuteerera, panewo mavhidhiyo, mabhuku nezvimwewo zvakawanda kusanganisira Bhaibheri. Zvese izvi hazvibhadhariswi.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe