Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
Mhinduro dzacho dzinowanika . . .
kune zvesayenzi here?
muuzivi hwevanhu here?
muBhaibheri here?
MUMWE MUNYORI WEBHAIBHERI AKATI KUNA MWARI
“Itai kuti ndinzwisise . . . Shoko renyu rese ichokwadi.”—Pisarema 119:144, 160, Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva.
Bhaibheri riri kupa mamiriyoni evanhu mhinduro.
Ungadawo kuziva mhinduro dzacho here?
Unodziwana paIndaneti pajw.org
VERENGA zviri paIndaneti
ONA mavhidhiyo ane chekuita neBhaibheri
DHAUNIRODHA mabhuku nezvimwewo
Bhuku rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara!
Magazini anonzi Nharireyomurindi uye Mukai!
PAMIBVUNZO IYI NDEUPI UNONYANYA KUKUNETSA?
Chinangwa cheupenyu chii?
Mwari ndiye anoita kuti titambure here?
Paunofa pane kwaunoenda here?
Ona kuti Bhaibheri rinopindura sei mibvunzo iyi pajw.org.
(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA)