RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g20 nha. 3 p. 16
  • Vakakwanisa Kubvisa Rusaruro

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vakakwanisa Kubvisa Rusaruro
  • Mukai!—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Ratidza Rudo
    Mukai!—2020
  • Ndaida Kurwisa Rusaruro
    Bhaibheri Rinochinja Upenyu
  • Rubatsiro Ruripo
    Mukai!—2020
  • “Madzidzisiro Aya Matsva!”
    Mukai!—2016
Ona Zvimwe
Mukai!—2020
g20 nha. 3 p. 16

Vakakwanisa Kubvisa Rusaruro

Kuti unzwe kuti vakazvigona sei enda pajw.org.

Hama dzechokwadi

Johny naGideon vachimhoresa vana paImba yeUmambo yeZvapupu zvaJehovha.

Kunyange zvazvo Johny naGideon vaiva vemarudzi akasiyana uye vaiva nemaonero akasiyana mune zvematongerwo enyika, vakazova shamwari dzepedyo.

Ona vhidhiyo inonzi Johny naGideon: Vaimbovengana Asi Vava Kuwirirana iri pajw.org.

“Ndaida kurwisa rusaruro”

Rafika Morris.

Rafika akabatana nechimwe chikwata chaida kurwisa rusaruro. Asi paakapinda gungano reZvapupu zvaJehovha akaona kubatana kwavakanga vakaita uye izvi ndizvo zvaaitsvaga.

Ona vhidhiyo inonzi Rafika Morris: Ndaida Kurwisa Rusaruro iri pajw.org.

Vakabvisa ruvengo

Mapikicha: 1. Varume vaviri vari kuita nyaya vachifamba. 2. Mumwe wacho ari kunyemwerera aine shamwari dzake.

Chii chakabatsira muArab nemuJudha kuti vatange kuwirirana?

Ona vhidhiyo inonzi Kuvengana Kuchapera Rini? iri pajw.org.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe