RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g21 nha. 1 p. 3
  • Mazano Anotibatsira Kuti Tifare Muupenyu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mazano Anotibatsira Kuti Tifare Muupenyu
  • Mukai!—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2021
  • Zvaungaita Kuti Uwane Mufaro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Guta romuAfrica Rinosangana vokuMabvazuva nevokuMadokero
    Mukai!—2001
  • Nzira Yokuwana Nayo Mufaro Chaiwo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
Ona Zvimwe
Mukai!—2021
g21 nha. 1 p. 3
Mukadzi ari muresitorendi kuIndia achifungisisa zvaaverenga.

Mazano Anotibatsira Kuti Tifare Muupenyu

“Kunyange zvazvo ndichirwadziwa pandinoona zvinhu zvakaipa zviri munyika, zvakadai sehondo, urombo, zvirwere, kusabatwa zvakanaka kwevana, iye zvino ndava kuziva kuti zvinhu izvi zvichapera.”—RANI.a

Mukadzi abva kutaurwa pamusoro apa anonzi Rani akatanga kufara muupenyu paakaziva kuti Musiki wedu Mwari wemasimbaose ndiye anotipa mazano anoita kuti tifare muupenyu. Paunenge uchiverenga nyaya dzinotevera, ona kuti zvinodzidziswa naMwari zvinogona kukubatsira sei . . .

  • kuva nemhuri inofara

  • kuwirirana nevamwe

  • kugutsikana

  • kunzwisisa kuti nei tichitambura uye tichifa

  • kuva nechokwadi chekuti Musiki achabvisa kutambura torarama upenyu hwakanaka

  • kuziva Musiki wedu toswedera pedyo naye

Uchaona kuti zvinhu izvi zvinotaurwa neMusiki zvinokwanisa kuzivikanwa nemunhu wese kwete nevanhu vashoma chete.

a Mazita ari mumagazini ino akachinjwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe