Dzidza Zvakawanda paJW.ORG
Inyaya ipi yaunoda kuverenga?
Ndingaita sei kuti ini newandakaroorana naye tifare?
Verenga nyaya yakanzi “Mungashandisa Sei Mafoni Zvakanaka?”
Ndingadzidzisa sei vana vangu tsika dzakanaka?
Verenga nyaya yakanzi “Kudzidzisa Vana Kushandisa Mafoni Zvakanaka”
Ndingaita sei kuti ndisanyanya kuzvidya mwoyo nezveramangwana?
Verenga magazini ine musoro wekuti “Ramangwana Rakamira Sei?”
Bhaibheri rinogona kukubatsira iwe nemhuri yako kuti mufare muupenyu uye muve netariro yeramangwana.
ZVIMWEWO ZVIRIPO: Zvidzidzo zveBhaibheri Zviri paIndaneti. Hazvibhadhariswi. Haufaniri hako kuva neakaundi yejw.org.