RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 150
  • Chingwa Chakaburuka Kudenga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chingwa Chakaburuka Kudenga
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Wakamboravira Chingwa Choupenyu Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Jesu—“Chingwa Chechokwadi Chakaburuka Kudenga”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1987
  • Kristu Muenzaniso Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jesu “Chingwa Choupenyu”
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 150

Rwiyo 150

Chingwa Chakaburuka Kudenga

(Johane 6:51)

1. Baba vokumatenga,

Imi musingambochinji,

Tinokurumbidzai

Zita renyu totsvenesa.

Maimbova Mufudzi,

Mukatungamira

Vanhu venyu vekare,

Muchivapa mana.

Makapedzawo nyota

M’mvura yakabva padombo.

Vakasvika Kanani,

Vakaguta vachifara.

2. Mana makavadyisa

Yaimirira She Kristu,

Akasiya matenga

Kuti aponese vanhu.

Chingwa chobva kudenga;

Akapawo nyama

Sechibairo chedu,

Kuti tiponeswe.

Nokutenda tinodya,

Chingwa chobva kuna Mwari;

Zuva rose ngatidye,

Tirarame murucheno.

3. Mashoko echingwa’chi

Tozivisa vane nzara,

Patinowana banza,

Tidyise “makwai” aShe.

Tibatsirewo vamwe

Kuti varurame,

Uyevo ruponeso,

Vagokomborerwa.

Mushure mokurwiwa

Kwayo Aramagedhoni,

Ticharumbidza Mwari,

Basa rake tofarira.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe