RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 94-95
  • Kusuma Chikamu 7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 7
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Dhavhidhi naSauro
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Nei Dhavhidhi Achitiza
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Zviri Mubhuku ra1 Samueri
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Dhavhidhi Anoitwa Mambo
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 94-95
Dhavhidhi ari kudzivirira gwai kuti risadyiwa nebheya

Kusuma Chikamu 7

Chikamu chino chinotaura nezveupenyu hwaMambo Sauro naMambo Dhavhidhi uye nhoroondo yacho yakaitika kwemakore anenge 80. Pakutanga, Sauro aizvininipisa uye aitya Mwari, asi akabva achinja ndokurega kuteerera Jehovha. Jehovha akamuramba uye akazoudza Samueri kuti azodze Dhavhidhi kuti azova mambo wevaIsraeri. Kakawanda, Sauro uyo aiva negodo akaedza kumuuraya asi Dhavhidhi haana kumbomutsiva. Jonatani mwanakomana waSauro, ainge akavimbika kuna Dhavhidhi nekuti aiziva kuti Jehovha akanga asarudza Dhavhidhi. Dhavhidhi akaita zvivi zvakakura, asi pese paairangwa naJehovha aibvuma. Kana uri mubereki, batsira mwana wako kuti aone kukosha kwekuteerera uye kwekuva vakavimbika kuna Jehovha nevaya vaakasarudza kuti vatitungamirire.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Chinhu chinokosha chaizvo chatingaitira Jehovha kumuteerera zvichibva pakumuda kwatinoita

  • Usatsiva, asi mirira kuti Jehovha agadzirise zvisina kururama

  • Kana tikaita chivi chakakura, hatifaniri kuedza kuchihwandisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe