RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 122-123
  • Kusuma Chikamu 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 9
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Kushinga kwaJehoyadha
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Jehoashi Akasiya Jehovha Nokuti Aishamwaridzana Nevanhu Vakaipa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Aida Kubatsira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Mukuru Wemasoja Nemusikana Mudiki
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 122-123
Kamusikana kechiIsraeri kari kutaura nemudzimai waNaamani aiva nemaperembudzi

Kusuma Chikamu 9

Chikamu chino chinotidzidzisa nezvevechidiki, vaprofita uye madzimambo, vakaratidza kuti vaitenda muna Jehovha zvinoshamisa. Munyika yeSiriya maiva nekasikana kechiIsraeri ako kaitenda kuti muprofita waJehovha aizoporesa Naamani. Muprofita Erisha ainyatsotenda kuti Jehovha aizomudzivirira pamasoja evavengi. Mupristi Mukuru ainzi Jehoyadha akaisa upenyu hwake pangozi kuti adzivirire Jehoashi uyo aiva mudiki kuti asaurayiwa nambuya vake vaiita zvakaipa vainzi Atariya. Mambo Hezekiya aivimba kuti Jehovha aizodzivirira Jerusarema uye haana kusarenda paakatyisidzirwa nevaAsiriya. Mambo Josiya akabvisa kunamata zvidhori munyika yacho, akagadziridza temberi uye akaita kuti vanhu vacho vadzokere pakunamata kwechokwadi.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Unogona kupupura nezvaJehovha kunyange uchiri mudiki

  • Jehovha anovimbisa kuti kana tikaita zvakanaka, iye achava nesu

  • Sezvakazoitwa naJona, dzidza kutevedzera mirayiridzo inobva kuna Jehovha uye usanyunyuta kana zvinhu zvikasafamba nenzira yawaifungira

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe