RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 202-203
  • Kusuma Chikamu 13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 13
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Kusuma Chikamu 11
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Kusuma Chikamu 12
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Kusuma Chikamu 3
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Kumutswa kwaJesu Kunotibatsira Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 202-203
Jesu ari kugeza tsoka dzevaapostora vake

Kusuma Chikamu 13

Jesu akauya panyika kuti afire vanhu vane chivi. Kunyange zvazvo akafa, iye akakunda nyika. Jehovha akanga akavimbika kuMwanakomana wake uye akamumutsa. Kusvikira paakafa, Jesu aishumira vamwe achizvininipisa uye aivaregerera pavaikanganisa. Jesu paakanga amutswa, akaenda kunoonana nevadzidzi vake. Akavadzidzisa kuita basa rinokosha raakanga avapa. Kana uri mubereki, batsira mwana wako kuti anzwisise kuti tese tinofanirawo kuita basa iroro mazuva ano.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Hapana dambudziko rakanyanya kukura zvekuti Jehovha angatadza kurigadzirisa

  • Iva nechido chekushumira vamwe uye vabatsire sezvakaitwa naJesu

  • VaKristu vechokwadi vanoonekwa nekudanana kwavanoita

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe