Usaneta Pakuita Zvakanaka!
MANGWANANI
9:30 Mimhanzi
9:40 Rwiyo Nhamba 77 Nemunyengetero
9:50 Nei Zvakaoma Kuita Zvakanaka?
10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Usadyare Nekuda Kwenyama
Shandisa Nzira Dzekukurukura Nadzo paIndaneti Nekuchenjera
Sarudza Varaidzo Yakanaka
Dzivisa Pfungwa Yekuda Kuita Godo
Isa Tariro Yako Mune Ramangwana Rakachengeteka
11:05 Rwiyo Nhamba 45 Nezviziviso
11:15 Ramba Uchiitira Munhu Wese Zvakanaka
11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa
12:00 Rwiyo Nhamba 63
MASIKATI
1:10 Mimhanzi
1:20 Rwiyo Nhamba 127 Nemunyengetero
1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Zvinorevei Kuti Usaseka Mwari?
2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
2:30 Rwiyo Nhamba 59 Nezviziviso
2:40 Hurukuro Yekusiyirana: Ramba Uchidyara Nekuda Kwemweya
Iva Nepurogiramu Yakanaka Yekudzidza
Shandisa Zvinotaurwa neBhaibheri Muupenyu Hwako
“Usarega Ruoko Rwako Ruchizorora”
3:40 Zvatichakohwa Kana Tikasaneta
4:15 Rwiyo Nhamba 126 Nemunyengetero