RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm19 pp. 6-7
  • Svondo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Svondo
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Mashoko Akafanana
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2018
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
CO-pgm19 pp. 6-7
Mambo Josiya achiverenga gwaro

Svondo

“RAMBAI MURI MURUDO RWAMWARI”​—JUDHA 21

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 106 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Yeuka Zvakaita Rudo

    • Rune Mwoyo Murefu Uye Rune Mutsa (1 VaKorinde 13:4)

    • Haruna Godo; Haruzvikudzi (1 VaKorinde 13:4)

    • Haruzvitutumadzi; Haruzvibati Zvisina Kufanira (1 VaKorinde 13:4, 5)

    • Harutsvagi Zvakarunakira; Harutsamwiswi (1 VaKorinde 13:5)

    • Haruchengeti Chigumbu; Harufariri Zvisina Kururama (1 VaKorinde 13:5, 6)

    • Runofara Nechokwadi; Runoshingirira Zvinhu Zvese (1 VaKorinde 13:6, 7)

    • Runotenda Zvinhu Zvese; Rune Tariro Pazvinhu Zvese (1 VaKorinde 13:7)

    • Runotsungirira Zvinhu Zvese; Rudo Harumboperi (1 VaKorinde 13:7, 8)

  • 11:10 Rwiyo Nhamba 150 Nezviziviso

  • 11:20 HURUKURO YAVOSE YEBHAIBHERI: Tingawanepi Rudo Rwechokwadi Munyika Yakazara Neruvengo? (Johani 13:34, 35)

  • 11:50 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 12:20 Rwiyo Nhamba 1 Nekumbozorora

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 124

  • 1:50 FIRIMU: Nyaya yaJosiya: Ida Jehovha; Venga Zvakaipa—Chikamu II (2 Madzimambo 22:3-20; 23:1-25; 2 Makoronike 34:3-33; 35:1-19)

  • 2:20 Rwiyo: “Ndipeiwo Ushingi” Nezviziviso

  • 2:30 “Fungisisa Mabasa aJehovha Anoratidza Rudo Rusingachinji” (Pisarema 107:43; VaEfeso 5:1, 2)

  • 3:30 Rwiyo Rutsva Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe