RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm20 pp. 2-3
  • Chishanu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chishanu
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Mashoko Akafanana
  • Fadza Mwoyo waJehovha!
    Purogiramu Yegungano Redunhu ra2020-2021—Nemutariri Wedunhu
  • “Farai muna Jehovha”
    Purogiramu Yegungano Redunhu ra2020-2021​—Nemumiririri Webazi
  • Mugovera
    Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
CO-pgm20 pp. 2-3
Mapikicha: 1. Mupristi Ezra. 2. Ruva. 3. Zvapupu zvaJehovha zvinobva kwakasiyana zvichiparidza pamwe chete. Vari kunyemwerera vachikwazisana. 4. Murume nemudzimai vechikuru vakabatana maoko vachinyemwererana.

Chishanu

“Garai muchifara munaShe. Ndinoti zvakare, Farai!”​—VaFiripi 4:4

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 111 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Nei Jehovha Ari “Mwari Anofara”? (1 Timoti 1:11)

  • 10:15 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Mufaro Unobva Pai?

    • • Upenyu Husina Zvakawandawanda (Muparidzi 5:12)

    • • Hana Yakachena (Pisarema 19:8)

    • • Basa Rinogutsa (Muparidzi 4:6; 1 VaKorinde 15:58)

    • • Kuva Neshamwari Dzechokwadi (Zvirevo 18:24; 19:4, 6, 7)

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 89 Nezviziviso

  • 11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: “Jehovha Akaita Kuti Vafare” (Ezra 1:1–6:22; Hagai 1:2-11; 2:3-9; Zekariya 1:12-16; 2:7-9; 3:1, 2; 4:6, 7)

  • 11:45 Farira Mabasa aJehovha Ekuponesa (Pisarema 9:14; 34:19; 67:1, 2; Isaya 12:2)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 148 Nekumbozorora

MASIKATI

  • 1:30 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:40 Rwiyo Nhamba 131

  • 1:45 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Farai Mumhuri Yenyu

    • • Varume, Farai Nemadzimai Enyu (Zvirevo 5:18, 19; 1 Petro 3:7)

    • • Madzimai, Farai Nevarume Venyu (Zvirevo 14:1)

    • • Vabereki, Farai Nevana Venyu (Zvirevo 23:24, 25)

    • • Vechidiki, Farai Nevabereki Venyu (Zvirevo 23:22)

  • 2:50 Rwiyo Nhamba 135 Nezviziviso

  • 3:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Kuti Jehovha Anoda Kuti Tifare

    • • Maruva Anoyevedza (Pisarema 111:2; Mateu 6:28-30)

    • • Zvekudya Zvinonaka (Muparidzi 3:12, 13; Mateu 4:4)

    • • Mavara Anoyevedza (Pisarema 94:9)

    • • Miviri Yedu Yakasikwa Neunyanzvi (Mabasa 17:28; VaEfeso 4:16)

    • • Kunakidza Kwezvatinonzwa Nenzeve (Zvirevo 20:12; Isaya 30:21)

    • • Mhuka Dzinonakidza Kuona (Genesisi 1:26)

  • 4:00 Nei “Vaya Vanoita Kuti Pave Nerugare” Vachifara? (Zvirevo 12:20; Jakobho 3:13-18; 1 Petro 3:10, 11)

  • 4:20 Ushamwari Hwepedyo naJehovha Hunofadza Kupfuura Zvimwe Zvese! (Pisarema 25:14; Habhakuki 3:17, 18)

  • 4:55 Rwiyo Nhamba 28 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe