RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm17 pp. 4-5
  • Mugovera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mugovera
  • Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Mashoko Akafanana
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
CO-pgm17 pp. 4-5
Mashoko anobuda pasikirini ezvichakurukurwa mupurogiramu yemangwanani musi weMugovera pagungano reZvapupu zvaJehovha ra2017.

Mugovera

“Farai patariro. Tsungirirai pakutambudzika”​—VAROMA 12:12

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 44 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Jehovha Anopa Sei “Kutsungirira Nenyaradzo” Kune . . .

    • Vasina Simba Uye Vakaora Mwoyo? (VaRoma 15:4, 5; 1 VaTesaronika 5:14; 1 Petro 5:7-10)

    • Vari Kushayiwa Zvekurarama Nazvo? (1 Timoti 6:18)

    • “Nherera”? (Pisarema 82:3)

    • Vakwegura? (Revhitiko 19:32)

  • 10:50 Rwiyo Nhamba 138 Nezviziviso

  • 11:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Vaka Imba Icharamba Yakamira

    • “Gutsikana Nezvinhu Zvinenge Zviripo” (VaHebheru 13:5; Pisarema 127:1, 2)

    • Dzivirirai Vana Venyu Pazvinhu “Zvakaipa” (VaRoma 16:19, Pisarema 127:3)

    • Dzidzisai Vana Venyu ‘Maererano Nenzira Yakavakodzera’ (Zvirevo 22:3, 6; Pisarema 127:4, 5)

  • 11:45 KUBHABHATIDZWA: ‘Musatya’! (1 Petro 3:6, 12, 14)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 79 Nekumbozorora

Mashoko anobuda pasikirini ezvichakurukurwa mupurogiramu yemangwanani musi weMugovera pagungano reZvapupu zvaJehovha ra2017.

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 126

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tevedzera “Vaya Vakatsungirira”

    • Josefa (Genesisi 37:23-28; 39:17-20; Jakobho 5:11)

    • Jobho (Jobho 10:12; 30:9, 10)

    • Mwanasikana waJefta (Vatongi 11:36-40)

    • Jeremiya (Jeremiya 1:8, 9)

  • 2:35 MUTAMBO: Yeuka Mudzimai waRoti​—Chikamu 2 (Ruka 17:28-33)

  • 3:05 Rwiyo Nhamba 111 Nezviziviso

  • 3:15 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Dzidza Kutsungirira Kubva Pazvinhu Zvakasikwa

    • Ngamera (Judha 20)

    • Miti Inonzi miAlpine (VaKorose 2:6, 7; 1 Petro 5:9, 10)

    • Mabhatafurayi (2 VaKorinde 4:16)

    • Shiri Dzinonzi maArctic Tern (1 VaKorinde 13:7)

    • Shiri Dzinonzi Hurekure (VaHebheru 10:39)

    • Miti Yemuunga (VaEfeso 6:13)

  • 4:15 Vechidiki​—Kutsungirira Kwenyu Kunofadza Jehovha! (Zvirevo 27:11)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 135 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe