RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm20 pp. 4-5
  • Mugovera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mugovera
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Mashoko Akafanana
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2018
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
CO-pgm20 pp. 4-5
Mapikicha: 1. Zvapupu zvaJehovha zviri kufamba zvichinyemwerera muushumiri. Mumwe wavo akaremara ari kusundwa ari pawiricheya. 2. Chapupu chaJehovha chiri kutaura nemurume wechiAmish nezveBhaibheri. 3. Nehemiya.

Mugovera

“Zvirumbidzei pamusoro pezita rake dzvene. Mwoyo yevaya vari kutsvaga Jehovha ngaifare”​—Pisarema 105:3

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 53 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako

    • • Kubvunza Mibvunzo (Jakobho 1:19)

    • • Kuita Kuti Shoko raMwari Ribudise Simba Raro (VaHebheru 4:12)

    • • Kushandisa Mienzaniso Pakusimbisa Pfungwa Dzinokosha (Mateu 13:34, 35)

    • • Kudzidzisa Nechido (VaRoma 12:11)

    • • Kunzwira Vanhu Tsitsi (1 VaTesaronika 2:7, 8)

    • • Kutaura Zvinobaya Mwoyo (Zvirevo 3:1)

  • 10:50 Rwiyo Nhamba 58 Nezviziviso

  • 11:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha

    • • Maturusi Atinoshandisa Pakutsvakurudza (1 VaKorinde 3:9; 2 Timoti 3:16, 17)

    • • Hama Dzedu (VaRoma 16:3, 4; 1 Petro 5:9)

    • • Munyengetero (Pisarema 127:1)

  • 11:45 KUBHABHATIDZWA: Kubhabhatidzwa Kunoita Sei Kuti Uwedzere Kuva Nemufaro (Zvirevo 11:24; Zvakazarurwa 4:11)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 79 Nekumbozorora

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 76

  • 1:50 Kufara Kuri Kuita Hama Dzedu Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi . . .

    • • muAfrica

    • • kuAsia

    • • kuEurope

    • • kuNorth America

    • • kuOceania

    • • kuSouth America

  • 2:35 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri . . .

    • • Kudzidza Vari Vega (Mateu 5:3; Johani 13:17)

    • • Kupinda Misangano (Pisarema 65:4)

    • • Kusiyana Neshamwari Dzakaipa (Zvirevo 13:20)

    • • Kukurira Tsika Dzisina Kuchena (VaEfeso 4:22-24)

    • • Kuva Neushamwari Hwepedyo naJehovha (1 Johani 4:8, 19)

  • 3:30 Rwiyo Nhamba 110 Nezviziviso

  • 3:40 MUTAMBO WEMUBHAIBHERI: Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”—Chikamu I (Nehemiya 1:1–6:19)

  • 4:15 Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi Iye Zvino Kuri Kutigadzirira Kuzoita Basa Iri Munyika Itsva (Isaya 11:9; Mabasa 24:15)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 140 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe