RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm18 pp. 4-5
  • Mugovera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mugovera
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2018
  • Mashoko Akafanana
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Mugovera
    Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2018
CO-pgm18 pp. 4-5
Gidhiyoni nevarume vake vachiridza hwamanda, vachipwanya majagi, vachisimudza mwenje mudenga, uye vachishevedzera

Mugovera

‘Kuratidza ushingi kuti titaure Shoko raMwari tisingatyi’​—VAFIRIPI 1:14

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 76 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Iva Neushingi . . .

    • Mudzidzi weBhaibheri (Mabasa 8:35, 36; 13:48)

    • Wechidiki (Pisarema 71:5; Zvirevo 2:11)

    • Muparidzi (1 VaTesaronika 2:2)

    • Murume Kana Kuti Mudzimai (VaEfeso 4:26, 27)

    • Mubereki (1 Samueri 17:55)

    • Piyona (1 Madzimambo 17:6-8, 12, 16)

    • Mukuru Muungano (Mabasa 20:28-30)

    • Munhu Akwegura (Dhanieri 6:10, 11; 12:13)

  • 10:50 Rwiyo Nhamba 119 Nezviziviso

  • 11:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tevedzera Vanhu Vaiva Neushingi, Kwete Makwara!

    • Joshua naKarebhi, Kwete Machinda 10 (Numeri 14:7-9)

    • Jaeri, Kwete Vanhu vekuMerozi (Vatongi 5:23)

    • Mikaya, Kwete Vaprofita Venhema (1 Madzimambo 22:14)

    • Jeremiya, Kwete Urija (Jeremiya 26:21-23)

    • Pauro, Kwete Mutongi Wechidiki Aiva Akapfuma (Mako 10:21, 22)

  • 11:45 KUBHABHATIDZWA: “Hatisi Vaya Vanodzokera Shure”! (VaHebheru 10:35, 36, 39; 11:30, 32-34, 36; 1 Petro 5:10)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 38 Nekumbozorora

Nehemiya ari kutungamirira pakuvakwazve kwemasvingo eJerusarema uye pakuisa varindi munzvimbo dzavanofanira kumira; Jesu achinyengetera

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 111

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Dzidza Ushingi Kubva Kumhuka

    • Shumba (Mika 5:8)

    • Mabhiza (Jobho 39:19-25)

    • Chidzvororo (Pisarema 91:3, 13-15)

    • Tsodzo (1 Petro 3:15)

    • Nzou (Zvirevo 17:17)

  • 2:40 Rwiyo Nhamba 60 Nezviziviso

  • 2:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ushingi Huri Kuratidzwa Nehama Dzedu . . .

    • dzekuAfrica (Mateu 10:36-39)

    • dzekuAsia (Zekariya 2:8)

    • dzekuEurope (Zvakazarurwa 2:10)

    • dzekuNorth America (Isaya 6:8)

    • dzekuOceania (Pisarema 94:14, 19)

    • dzekuSouth America (Pisarema 34:19)

  • 4:15 Iva Neushingi Asi Usazvivimba! (Zvirevo 3:5, 6; Isaya 25:9; Jeremiya 17:5-10; Johani 5:19)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 3 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe