RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp16 nha. 1 p. 16
  • Bhaibheri Rinotii?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Rinotii?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Chii chinoitika patinofa?
  • Vakafa vachamuka here?
  • Kana Munhu Akafa Anoendepi?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Chii Chinoitika Parufu?
    Unogona Kuva Shamwari yaMwari!
  • Mubvunzo 2: Chii Chichaitika Kwandiri Kana Ndafa?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Pane Kwatinoenda Here Kana Tafa?
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
wp16 nha. 1 p. 16
Ruva riri pamusoro pedombo repaguva

BHAIBHERI RINOTII?

Chii chinoitika patinofa?

VAMWE VANOTI patinofa pane chimwe chinhu chiri matiri chinoenderera mberi nekurarama kune imwe nzvimbo uye vamwe vanoti kana munhu afa zvatopera. Munotiwo chii?

ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

“Vakafa havana kana chavanoziva.” (Muparidzi 9:5) Kana tafa tinenge tisisipo.

ZVIMWE ZVATINODZIDZA MUBHAIBHERI

  • Munhu wekutanga Adhamu akadzokera kuguruva paakafa. (Genesisi 2:7; 3:19) Saka munhu wese paanofa anodzokerawo kuguruva.—Muparidzi 3:19, 20.

  • Vanhu pavanofa vanoregererwa kana kuti vanosunungurwa pazvivi zvavo. (VaRoma 6:7) Munhu haazorangirwi zvivi zvake kana achinge afa.

Vakafa vachamuka here?

UNOTI CHII?

  • Hongu

  • Kwete

  • Pamwe

ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

“Kuchava nokumuka.”—Mabasa 24:15.

CHII CHIMWE CHATINOGONA KUDZIDZA MUBHAIBHERI?

  • Bhaibheri rinofananidza rufu nekurara. (Johani 11:11-14) Mwari anogona kumutsa vakafa, sekumutsa kwatinoita munhu akarara.—Jobho 14:13-15.

  • Bhaibheri rinotaura nezvevanhu vakati kuti vakamutswa, uye izvozvo zvinoita kuti tinyatsotenda kuti vakafa vachamutswa.​—1 Madzimambo 17:17-24; Ruka 7:11-17; Johani 11:39-44.

Kuti uwane mamwe mashoko, ona chitsauko 6 chebhuku iri, Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?, rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha

Rinowanikawo pawww.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe