RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/97 p. 7
  • Tichafunda Bhuku raMufarwa Wemhuri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tichafunda Bhuku raMufarwa Wemhuri
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1997
  • Mashoko Akafanana
  • Kudzidza Uprofita hwaDhanieri
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2000
  • Gadzirira Kudzidza Uprofita hwaIsaya!
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2001
  • Chikamu 4—Kudzidzisa Vanhu Bhaibheri Zvinofambira Mberi
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Fundo Inotusa
    Bhuku rinoTungamirira reChikoro choUshumiri choUbati-ushe hwoUmwari
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1997
km 7/97 p. 7

Tichafunda Bhuku raMufarwa Wemhuri

Muchafara kuziva kuti kutanga nevhiki yaOctober 6, 1997, tichafunda bhuku raChakavanzika Chomufarwa Wemhuri paFundo Yebhuku Yeungano. Hapana achada kurasikirwa nefundo yeboka yeiyi nhungamiro yeMagwaro inoshanda nokuda kweupenyu hwemhuri hunofadza. Rudungwe rwefundo ruchabvumira kunzverwa kwakakwana kwendima dzose uye magwaro eBhaibheri ari mubhuku racho.

Ganhuro rose rokutanga richafukidzwa muvhiki yokutanga yefundo yacho, sezvo rine magwaro mashoma asina kunokorwa mashoko. Nechikonzero chakafanana, ganhuro 15 richarangarirwa murusando rumwe. Zvisinei, mamwe maganhuro ose achakamurwa kuva mativi maviri, neinenge hafu yeganhuro ichirangarirwa vhiki imwe neimwe. Nokudaro, pachava nenguva yakakwana yekurava ndokukurukura magwaro ose akanongedzerwa pamwe chete neyekunzvera nokungwarira kushandiswa kwemagwaro ose akanokorwa mashoko mundima imwe neimwe.

Rutivi runokosha rwefundo yacho ruchava kurukurirano yemashoko ari mubhokisi rokudzidzisa pamugumo weganhuro rimwe nerimwe. Naizvozvo, nguva yakakwana inofanira kupiwa kukurangarira mibvunzo nemagwaro akanongedzerwa ari mubhokisi racho.

Vaitisi Vefundo Dzebhuku Dzeungano vanokurudzirwa kupa ngwariro chaiyo kugadziriro yavo yefundo yacho uye kukurudzira vose vakagoverwa kuboka ravo, kubatanidza vatsva, kusanogadzirira, ndokuvapo nguva dzose, uye kutora rutivi.—om-CA 74-6.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe