RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/04 p. 4
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
km 11/04 p. 4

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Nov. 1

“Vanhu vakawanda havana chivimbo chokuti vatungamiriri vevanhu vanokwanisa kugadzirisa zvinetso zviriko mazuva ano. Munofunga kuti pane munhu anogona kuzadzika zvakafanotaurwa mundima idzi here? [Verenga Pisarema 72:7, 12, 16. Zvadaro rega apindure.] Magazini iyi inotsanangura kuti mutungamiriri uyu akafanotaurwa ndiani uye kuti chii chaachaita.”

Mukai! Nov. 8

“Hamubvumi here kuti vana vanoda kutungamirirwa kuti vakurire zvinetso zvavanotarisana nazvo mazuva ano? [Rega apindure. Zvadaro verenga VaEfeso 6:4.] Magazini iyi inotaura zvinorehwa chaizvo nechirango. Inotaurawo kuti vabereki vangatungamirira sei uye vangaruramisa sei vana vavo vasingavaodzi mwoyo.”

Nharireyomurindi Nov. 15

“Vanhu vakawanda vanoshuva utano hwakanaka uye upenyu hurefu. Asi kudai zvaibvira, maizoda kurarama nokusingaperi here? [Rega apindure. Zvadaro verenga Johani 17:3.] Magazini iyi inotaura nezvechipikirwa cheBhaibheri choupenyu husingaperi. Inotaurawo zvichange zvakaita upenyu pachazadzika chipikirwa ichocho.”

Mukai! Dec. 8

“Mumakore 20 akapfuura, pakava nokufambira mberi zvikuru pakunzwisisa AIDS nokurapwa kwayo. Asi vanhu vakawanda vachiri kuudzwa zvisizvo. [Muratidze bhokisi rakanzi “Nhema Pamusoro peAIDS,” uye rega ataure zvaanofunga.] Magazini iyi inotaura kuti vabereki vangadzivirira sei vana vavo.” Verenga Dheuteronomio 6:6, 7.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe