RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 January p. 1
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • NHARIREYOMURINDI (peji yekupedzisira)
  • MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI!
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 January p. 1
Hanzvadzi dziri kushandisa bhurocha raMashoko Akanaka kuMadagascar

Hanzvadzi dziri kushandisa bhurocha raMashoko Akanaka kuMadagascar

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Kavha yemagazini yeNharireyomurindi, January 2016 | Nei Tichifanira Kuva Vanhu Vakatendeseka?

Mubvunzo: Munofunga kuti panyika paizonakidza kurarama here kudai munhu wose aiita zvinotaurwa nevhesi iyi yeBhaibheri?

Rugwaro: VaH 13:18

Zvekutaura: Bhaibheri rinotikurudzira kuti tive vakatendeseka muzvinhu zvose. Saka tinofanira kuva vanhu vakatendeseka pane zvose zvatinoita muupenyu hwedu. Izvi ndizvo zviri kutsanangurwa neNharireyomurindi iyi.

NHARIREYOMURINDI (peji yekupedzisira)

Mubvunzo: Ndingadawo kunzwa zvamunofunga nezvemubvunzo uyu. [Verenga mubvunzo wekutanga.] Vamwe vanoti patinofa pane chimwe chinhu chiri matiri chinoenderera mberi nekurarama kune imwe nzvimbo uye vamwe vanoti kana munhu afa zvatopera. Munotiwo chii?

Rugwaro: Mup 9:5

Zvekutaura: Pano panotsanangura zvimwe zvinotaurwa neBhaibheri nezvenyaya iyi. Munogona kuzoverenga kuti muzvinzwire. Uye tinogona kuzokurukura nezvazvo patinozoonana.

MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI!

Kavha yebhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Zvekutaura: Ndangoti ndipfuure nepano ndichikuudzai nezveurongwa hwedu hwekudzidza nevanhu Bhaibheri vasingabhadhari. Bhuku iri rinoratidza kuti mungawana papi mhinduro dzemibvunzo inokosha muBhaibheri renyu.

Mubvunzo: Makamboverenga Bhaibheri here? Regai ndikuratidzei kuti zvidzidzo zviri mubhurocha iri zviri nyore sei. [Kurukurai mubvunzo 1 uri muchidzidzo 2.]

Rugwaro: Zva 4:11

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe