RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 July p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • NHARIREYOMURINDI (peji yekupedzisira)
  • MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI!
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 July p. 1
Muparidzi ari kuudza munhu anoshanda mumunda unorimwa tii kuCameroon mashoko akanaka

Kuparidzira mashoko akanaka kumukadzi ari mumunda unorimwa tii kuCameroon

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Nharireyomurindi Nhamba 4 2016 | Bhaibheri Rakasvika Sei Kwatiri?

Mubvunzo: Hamufungiwo here kuti kana Bhaibheri riri Shoko raMwari, vanhu havambokwanisi kuriparadza?

Rugwaro: Isa 40:8

Zvekutaura: Magazini ino iri kutaura zvakaitika kuti Bhaibheri rirambe riripo kusvikira nhasi.

NHARIREYOMURINDI (peji yekupedzisira)

Mubvunzo: Ndinoda kunzwa kuti munotiwo kudii nezvemubvunzo uyu. [Verenga mubvunzo wokutanga uri papeji 16.] Vamwe vanofunga kuti zvokunamata zvakatangwa nevanhu. Vamwe vanoti Mwari anoshandisa zvitendero kuti abatsire vanhu kuswedera pedyo naye. Munotiwo kudii?

Rugwaro: Jak 1:27

Zvekutaura: Nyaya iyi ine zvimwe zvainotsanangura zvinotaurwa neBhaibheri. Ndingada kuzodzoka kuti tizokurukura zvimwe zviri munyaya iyi.

MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI!

Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Mubvunzo: Vanhu vakawanda vanoona sokuti kuverenga uprofita huri muBhaibheri kwakafanana nokuverenga pepanhau. Pazvinhu izvi zvakagara zvataurwa, ndezvipi zvamakaona kana kunzwawo?

Rugwaro: 2Ti 3:1-5

Zvekutaura: Bhuku iri rinotsanangura kuti nei zvinhu izvi ari mashoko akanaka kune vanhu vanoda Mwari. [Muratidze chidzidzo 1, mubvunzo 2.]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe