RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 August p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MUKAI!
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI! (fg)
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 August p. 1
Zvapupu zviri kuratidza mumwe mukadzi bhurocha raMashoko Akanaka kuAzerbaijan

Zvapupu zviri kuratidza mumwe mukadzi bhurocha raMashoko Akanaka kuAzerbaijan

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Mukai! Nhamba 4 2017 | Zvekuita Zviri Kukuwandira Here?

Mubvunzo: Tingaita sei kuti tinyatsoshandisa nguva yedu zvakanaka?

Rugwaro: Mup 4:6

Zvekutaura: Magazini iyi ine mazano anogona kutibatsira kuziva kuti zvinhu zvedu tingazvironga sei.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurika

Mubvunzo: Chinangwa chekurarama panyika ndechei?

Rugwaro: Pis 37:29

Chokwadi: Mwari akatisika kuti tirarame nekusingaperi panyika.

MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI! (fg)

Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Mubvunzo: Munofunga kuti ndekupi kwatingawana mashoko akanaka? [Muratidze vhidhiyo inonzi Unoda Kunzwa Mashoko Akanaka Here?]

Rugwaro: Isa 52:7

Zvekutaura: Bhuku iri rine ‘mashoko akanaka ezvinhu zviri nani’ nekuti zvarinotaura zvinobva muBhaibheri.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe