RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 April p. 6
  • Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • TINGARATIDZA SEI RUDO . . .
  • Ramba Wakamirira Jehovha
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Kokorodzano Dzoruwa Nedzamarudzi Akawanda Dze“nzira yaMwari Youpenyu” dza1998
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
  • Nguva Yokudya Mune Zvokunamata Uye Yokufara
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Mazuva Matatu Okuzorodzwa Mune Zvokunamata
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 April p. 6

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda

Panguva yemagungano emunharaunda tinoda kutungamirirwa nekuda kwatinoita Mwari uye muvakidzani sezvatinogara tichiita pane dzimwe nguva. (Mt 22:37-39) Ichitsanangura nezverudo 1 VaKorinde 13:4-8 inoti: “Rudo rune mwoyo murefu uye rune mutsa. . . . haruzvibati zvisina kufanira, haruzvitsvakiri zvarwo, harutsamwi. . . . Rudo harumboperi.” Paunenge uchiona vhidhiyo inonzi Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda, funga nezvenzira dzatingaratidza nadzo kuti tinoda vamwe pagungano.

TINGARATIDZA SEI RUDO . . .

  • patinobata pekugara?

    Mhuri yakagara pamwe chete pagungano, uye pakati pavo hapana nzvimbo isina munhu
  • kana mimhanzi yava kuda kutanga?

    Zvapupu zvaJehovha zvakagara uye zviri kuteerera mimhanzi inoridzwa purogiramu yegungano isati yatanga
  • kwatinenge tichigara muguta rinoitirwa gungano remunharaunda?

    Mhuri iri kusvika pahotera
  • nokuzvipira kubatsira pagungano?

    Nhandare iri kuitirwa gungano
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe