RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 April p. 8
  • Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu Kugungano Remunharaunda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu Kugungano Remunharaunda
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ZVAUNOFANIRA KUYEUKA
  • UCHATII?
  • UNGATEI KUTI MUNHU ARAMBE ACHIFARIRA?
  • Kukoka Munhu Mumwe Nemumwe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Kukokera Vanhu Kugungano Reruwa ra2014
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Mushandirapamwe Unobudirira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mushandirapamwe Wokukoka Vanhu kuChirangaridzo Uchatanga Musi waMarch 17
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 April p. 8

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu Kugungano Remunharaunda

Mumwe weZvapupu zvaJehovha akamira pachingoro chine mabhuku achiparidzira mumwe murume

Gore negore, tinotarisira kunakidzwa nekunamata pamagungano edu emunharaunda. Kuti vamwe varavirewo kuti Jehovha akanaka, tinoda kukoka vakawanda sezvatinokwanisa kuti vapindewo gungano pamwe chete nesu. (Pis 34:8) Dare revakuru rimwe nerimwe richaronga kuti mapepa ekukoka vanhu ashandiswe zvakanaka.

ZVAUNOFANIRA KUYEUKA

  • Gungano rangu richaitwa rinhi?

  • Mushandirapamwe uchatanga rinhi mundima medu?

  • Misangano yebasa ichange ichiitwa nguvai?

  • Ndiri kuronga kuitei panguva yemushandirapamwe?

  • Ndiani wandiri kuronga kuzokoka?

UCHATII?

Pepa Rekukoka Vanhu Kugungano Remunharaunda ra2016

Pashure pekukwazisa saimba, unogona kuti:

“Tiri kupa vanhu mapepa ekuvakoka kugungano rinokosha zvikuru iro richaitwawo munyika dzakawanda pasi rose. Musi wacho, nguva uye nzvimbo zvakanyorwa papepa rino. Tichafara chaizvo kana mukauya kuzopinda nesu.”

UNGATEI KUTI MUNHU ARAMBE ACHIFARIRA?

Magazini yeMukai!, Nhamba 2 2016 | Bhaibheri Rinongovawo Bhuku Rakanaka Here?

Kunyange zvazvo tichida kukoka vakawanda sezvatingagona, tinofanirawo kucherechedza vanenge vafarira uye toita kuti varambe vachifarira.

Kana uri musi weMugovera neSvondo, unogona kupa munhu magazini pamwe chete nepepa rekukoka.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe