RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 November p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • NEI UCHIFANIRA KUDZIDZA BHAIBHERI? (Vhidhiyo)
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 November p. 1
Zvapupu zviri kuparidzira mumwe mukadzi anotaura chiTzotzil muChiapas, kuMexico

Mapiyona ari kuparidzira mashoko akanaka mumutauro wechiTzotzil muChiapas,kuMexico

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Nharireyomurindi Nhamba 6 2016 | Kudenga Kwakaita Sei?

Mubvunzo: Kana mumwe munhu akakubvunzai kuti kudenga kwakaita sei, maizoti kudii?

Rugwaro: Joh 8:23

Zvekutaura: Magazini iyi inoratidza zvakataurwa naJesu naBaba vake nezvezvakaita kudenga.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurwa

Mubvunzo: Munobvumawo here kuti zvakagara zvataurwa neBhaibheri pano ndizvo zviri kutoitika?

Rugwaro: 2Ti 3:1-5

Chokwadi: Sezvo zvakataurwa neBhaibheri nezvemazuva ekupedzisira zviri kuitika, tinewo chokwadi chekuti zvinhu zvakanaka zvatinovimbiswa naMwari zvichaitika.

NEI UCHIFANIRA KUDZIDZA BHAIBHERI? (Vhidhiyo)

Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (vhidhiyo)

Sumo: Tiri kuratidza vanhu kavhidhiyo kanotaura kuti tingawana kupi mhinduro dzemibvunzo inokosha muupenyu. [Muratidze vhidhiyo yacho.]

Zvekutaura: Bhuku iri rinoratidza zvinotaurwa neBhaibheri nezvekuti Mwari achagadzirisa sei matambudziko ari panyika. [Ipa munhu wacho bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe