RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 July p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI ZVINOITWA SEI?
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 July p. 1
Murume nemudzimai vari kuparidza paimba neimba kuItaly

Kuparidza paimba neimba kuItaly

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Nharireyomurindi Nhamba 4 2017 | Bhaibheri Rinoti Chii Chinoitika Kana Munhu Afa?

Mubvunzo: Mwari aida kuti tife here?

Rugwaro: Zva 21:4

Zvekutaura: Magazini ino inotsanangura zvinotaurwa neBhaibheri panyaya yekuti chii chinoitika kana munhu afa.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurika

Mubvunzo: Nei vanhu vachitambura?

Rugwaro: 1Jo 5:19

Chokwadi: Satani Dhiyabhorosi ndiye ari kutonga pasi rese.

ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI ZVINOITWA SEI?

Vhidhiyo inonzi Zvidzidzo Zvebhaibheri Zvinoitwa Sei?

Zvekutaura: Zvapupu zvaJehovha zvinodzidzisa vanhu Bhaibheri zvisingabhadharisi uye zvinopindura mibvunzo yakadai sekuti: Nei vanhu vachitambura? Ndingaita sei kuti mhuri yangu ifare? Vhidhiyo iyi inoratidza kuti tinoitisa sei zvidzidzo zveBhaibheri. [Muratidze vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei?] Tinogona kudzidza tichishandisa bhuku iri. [Muratidze rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidza nevanhu Bhaibheri, uye kana zvichiita muratidze kuti tinoridzidza sei.]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe