RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 November p. 6
  • “Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Rangarira Musiki Wako mukuru!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Ita Zvakanakisisa Noupenyu Hwako
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Pwere Dzinoyeuka Musiki Wadzo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Kushumira Jehovha Mazuva Okutambudzika Asati Auya
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 November p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MUPARIDZI 7-12

“Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”

Yeuka Musiki wako Mukuru nekushandisa simba rako pakumushumira uchiri mudiki

Murume akamira akati twi uye sekuru vakabata mudonzvo

12:1, 13

  • Vechidiki vakawanda vane utano uye simba zvokuti vanokwanisa kuita mabasa akaoma

  • Vechidiki vanofanira kushandisa nguva yavo nesimba mubasa raMwari vasati vakwegura

Soromoni paainyora nezvematambudziko anosangana nevakwegura akaanyora senhetembo

12:2-7

  • Vakadzi vari kutarisa nepahwindo

    Vhesi 3: “Vakadzi vanoona nepamahwindo vasvibirwa”

    Maziso haachanyatsoona

  • Vakadzi vari kuimba

    Vhesi 4: “Vanasikana vose vorwiyo vava kunzwikira pasi pasi”

    Nzeve hadzichanyatsonzwa

  • Makapabheri

    Vhesi 5: “Mukapabheri watsemuka”

    Havachafariri kudya

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe