RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 February p. 7
  • Matenga Matsva Nenyika Itsva Zvichaita Kuti Tifare

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Matenga Matsva Nenyika Itsva Zvichaita Kuti Tifare
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • “Zvinhu Zvekare Hazvizoyeukwi”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • “Inzwa! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Nyika Itsva Maererano Nechipikirwa chaMwari
    Rambai Makarinda!
  • Mavambire Anoita “Matenga Matsva Nepasi Idzva”
    Kupukunyuka Ndokupinda muPasi Idzva
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 February p. 7
Kristu anotonga saMambo weUmambo hwaMwari

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 63-66

Matenga Matsva Nenyika Itsva Zvichaita Kuti Tifare

Zvakavimbiswa naMwari zviri muchitsauko 65 chaIsaya zvichaitika nekuti Jehovha akatotaura nezvazvo sekunge zvatoitika.

Jehovha achaita kuti pave nematenga matsva nenyika itsva uye zvinhu zvekare hazvizoyeukwi

65:17

Matenga matsva chii?

  • Ihurumende itsva ichaita kuti panyika pave neupenyu hwakanaka

  • Yakatanga kutonga muna 1914 Kristu paakagadzwa kuva Mambo weUmambo hwaMwari

Nyika itsva chii?

  • Vanhu vemarudzi ose uye vemitauro yose vanozviisa pasi pehurumende itsva yekudenga

Zvinorevei kuti zvinhu zvekare hazvizoyeukwi?

  • Zvinhu zvinokonzera ndangariro dzinorwadza, zvakadai sekurwara uye kushungurudzika zvinenge zvisisiko

  • Vanhu vakavimbika vachanakidzwa neupenyu uye zuva rimwe nerimwe vachava nezvinhu zvinofadza zvekuyeuka

    Murume ari pawiricheya anotanga kufamba, kamwana ari kutamba neingwe, mhuri iri kutanha michero, vanhu vasanganiswazve parumuko
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe