RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 March p. 6
  • Batsira Mhuri Yako Kuyeuka Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Batsira Mhuri Yako Kuyeuka Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Rubatsiro Kumhuri
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Kunamata Kwemhuri—Mungaitei Kuti Kunakidze?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • “Mashoko Aya . . . Anofanira Kuva Mumwoyo Mako”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Mhuri—Inodikanwa Navanhu!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 March p. 6

KURARAMA KWECHIKRISTU

Batsira Mhuri Yako Kuyeuka Jehovha

Jeremiya akapiwa basa rekuudza vaJudha kuti vaizoparadzwa nekuti vainge vakanganwa Mwari wavo, Jehovha. (Jer 13:25) Chii chainge chaita kuti rudzi rwevaIsraeri rwuzosvika pakadai? Mhuri dzevaIsraeri dzainge dzisisina kusimba pakunamata. Chakaita kuti zvidaro inyaya yekuti misoro yemhuri yakanga isiri kuita zvinotaurwa pana Dheuteronomio 6:5-7.

Mhuri ine mubereki mumwe chete iri kuita Kunamata Kwemhuri; mhuri iri kushandisa mepu inoratidza nzvimbo dzemuBhaibheri paKunamata Kwemhuri

Mhuri dzakasimba pakunamata dzinoitawo kuti ungano dzedu dzirambe dzakasimba. Vanababa vanogona kubatsira mhuri dzavo kuyeuka Jehovha kana vakagara vachiita kunamata kwemhuri nemazvo. (Pis 22:27) Kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi “Mashoko Aya . . . Anofanira Kuva Mumwoyo Mako”—Mhuri Dziri Kubvunzurudzwa, pindurai mibvunzo iyi:

  • Ndezvipi zvakaitwa nedzimwe mhuri kuti dzikunde zvinhu zvinowanzovhiringa kunamata kwemhuri?

  • Ndezvipi zvakanakira kugara muchiita Kunamata Kwemhuri nemazvo?

  • Ndezvipi zvinondiomera pakuita kunamata kwemhuri, uye ndingazvigadzirisa sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe