PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | DHANIERI 4-6
Ucharamba Uchishumira Jehovha Here?
Chimwe chinhu chaiitwa naDhanieri kunyengetera nguva dzese. Haana kubvumira chero chii zvacho chichimutadzisa kunyengetera, kunyange mutemo wakanga wapiwa namambo
Zvii zvinofanira kuitwa nemunhu kuti arambe akasimba pakunamata?