RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 October p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MUKAI!
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • CHOKWADI VAKAFA VANGARARAMAZVE HERE? (T-35)
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 October p. 1
Chapupu chiri kuTuvalu chichipa munhu pepa rakanzi Vakafa Vangararamazve Here?

Chapupu chiri kuTuvalu chichipa munhu pepa rakanzi Vakafa Vangararamazve Here?

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Mukai! Nhamba 5 2017 | Zvii Zvatingaita Kana Njodzi Ikaitika?

Mubvunzo: Nei zvakakosha kugadzirira njodzi dzisati dzaitika?

Rugwaro: Zvi 27:12

Zvekutaura: Magazini iyi ine mazano ezvatinogona kuita njodzi isati yaitika, painoitika uye painenge yapera.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurika

Mubvunzo: Tinoratidza sei kuti tinoda Mwari?

Rugwaro: 1Jo 5:3

Chokwadi: Tinoratidza kuti tinoda Mwari nekuteerera mitemo yake.

CHOKWADI VAKAFA VANGARARAMAZVE HERE? (T-35)

Vakafa Vangararamazve Here?

Mubvunzo: Pasi rese, vakawanda vane mitambo yavanoita vachiremekedza vakafa. Hama dzedu dzakafa tichazombodzionazve here?

Rugwaro: Mab 24:15

Zvekutaura: Pepa iri rinotsanangura kuti tariro yekumutswa kwevakafa ingakubatsirai sei. [Kana aine nguva, muratidze vhidhiyo inonzi Vakafa Vachararamazve Here?]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yemuushumiri uchitevedzera mharidzo dzekuenzanisira dziri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe