RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 December p. 2
  • Tsvaka Jehovha Zuva Rekutsamwa Kwake Risati Rasvika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tsvaka Jehovha Zuva Rekutsamwa Kwake Risati Rasvika
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Tsvakai Jehovha Zuva Rokutsamwa Kwake Risati Rasvika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Tevedzerai Vaprofita—Zefaniya
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • “Tsvakai Jehovha, Imi Mose Vanyoro”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 December p. 2
Zefaniya achitaura nevaIsraeri

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZEFANIYA 1–HAGAI 2

Tsvaka Jehovha Zuva Rekutsamwa Kwake Risati Rasvika

Zef 2:2, 3

Kana tichida kuzoponeswa naJehovha pazuva rekutsamwa kwake, hatifaniri kungogumira pakuzvitsaurira kwaari. Tinofanira kuteerera zvakataurwa naZefaniya kuvaIsraeri.

  • Tsvaka Jehovha: Ramba uine ukama hwakanaka naJehovha uri musangano rake

  • Tsvaka kururama: Tsigira mitemo yaJehovha

  • Tsvaka unyoro: Zvininipise uchiita zvinodiwa naMwari uye bvuma kurangwa

Ndingawedzera sei kutsvaka Jehovha, kururama uye unyoro?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe