RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 February p. 2
  • Mifananidzo yeUmambo Uye Zvainoreva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mifananidzo yeUmambo Uye Zvainoreva
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Teerera Unzwisise’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Chiedza Chinoramba Chichiwedzera Kupenya
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Mienzaniso Yakakodzera
    Bhuku rinoTungamirira reChikoro choUshumiri choUbati-ushe hwoUmwari
  • Mifananidzo yeUmambo
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 February p. 2

KURARAMA KWECHIKRISTU

Mifananidzo yeUmambo Uye Zvainoreva

Jesu akashandisa mifananidzo iri nyore kudzidzisa chokwadi chakadzama. Vaya vanozvininipisa ndivo chete vanoedza kunzwisisa uye kushandisa zvaakadzidzisa. (Mt 13:10-15) Pamufananidzo mumwe nemumwe, pindura mibvunzo iyi: Mufananidzo uyu ungandibatsira sei? Unofanira kuchinja sei upenyu hwangu?

Tsanga yemasitadhi, mbiriso, pfuma, munhu aifamba achitengesa

UMAMBO HWEKUMATENGA HWAKAFANANA . . .

  • “netsanga yemasitadhi.”—Mt 13:31, 32; w14 12/15 8 ¶9.

  • “nembiriso.”—Mt 13:33; w14 12/15 9-10 ¶14-15.

  • “nepfuma” uye “nomunhu aifamba achitengesa.”—Mt 13:44-46; w14 12/15 10 ¶18.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe