RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb16 p. 25-p. 27 ndim. 1
  • Chiedza Chinoramba Chichiwedzera Kupenya

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chiedza Chinoramba Chichiwedzera Kupenya
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Mashoko Akafanana
  • Zvaungaita Kuti Nzira Yako Ibudirire
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • “Usaroorerana Navo”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
yb16 p. 25-p. 27 ndim. 1
Vanhu vari kushanda mumunda wegorosi

ZVAKAITIKA GORE RAKAPERA

Chiedza Chinoramba Chichiwedzera Kupenya

NEMHAKA yekuti vanamati vechokwadi vanobvuma kuti kuna Jehovha ndiko kunobva chiedza chezvekunamata, vanonyengeterera kuti ‘chiedza chake nechokwadi chake’ zvivatungamirire. (Pis. 43:3) Nyika ino pairi murima rezvekunamata, Mwari wechokwadi ari kuramba achiita kuti vanhu vake vaone chiedza. Izvi zviri kuita kuti nzira yavo ive “sechiedza chinopenya chinoramba chichiwedzera kupenya.” (Zvir. 4:18) Chiedza chinobva kuna Jehovha chiri kuramba chichiwedzera kujeka pamarongerwo anofanira kuitwa zvinhu musangano, pamararamiro atinofanira kuita uye chiri kuita kuti tiwedzere kunzwisisa zvinodzidziswa neBhaibheri. Mumakore achangopfuura, ndezvipi zvimwe zvinhu zvakachinja pamanzwisisiro ataiita dzimwe dzidziso dzeBhaibheri?

2012

“Umambo hwose uhwu”—Dhan. 2:44

w12 6/15 peji 17

Modhekai naEsteri “vanogovana zvakapambwa”—Gen. 49:27

w12 1/1 peji 29

Kuparadza kunoitwa “namambo ane chiso chinotyisa”—Dhan. 8:23, 24

w12 6/15 peji 16

Zvigunwe zvechifananidzo chehope dzaNebhukadhinezari—Dhan. 2:41-43

w12 6/15 peji 16

Pakatanga umambo hwenyika yose hwechinomwe

w12 6/15 mapeji 15, 19

2013

“Muranda akatendeka, akangwara”—Mat. 24:45-47

w13 7/15 mapeji 8, 20-25

“Muranda akaipa” —Mat. 24:48-51

w13 7/15 peji 24

Amagedhoni haizotangi vakazodzwa vachiri panyika

w13 7/15 peji 5

‘MuAsiriya anouya munyika yedu’—Mika 5:5

w13 11/15 peji 20

Vakasarudzwa vanounganidzwa —Mat. 24:31; Mako 13:27

w13 7/15 peji 5

Kutambudzika kukuru

w13 7/15 mapeji 3-8

Mufananidzo wegorosi nemasora—Mat. 13:24-30

w13 7/15 mapeji 13-14

Jesu anouya, anosvika—Mat. chitsauko 24 ne25

w13 7/15 mapeji 7-8, 24

Jesu anoongorora temberi yomudzimu 1914-1919—Mar. 3:1-4

w13 7/15 mapeji 11-12

Zvinorehwa nezita rekuti Jehovha

Kabhuku Kanobatsira Pakudzidza Shoko raMwari (sgd-CA) peji 5

2014

Kugadzwa kwevakuru nevashumiri vanoshumira

w14 11/15 mapeji 28-29

Zvinhu zvaiita kuti vaJudha vomunguva yaJesu ‘vatarisire’ kuuya kwaMesiya—Ruka 3:15

w14 2/15 mapeji 26-27; w14 6/15 peji 22

Temberi yomudzimu yakatora nguva yakareba sei ichicheneswa? —Mar. 3:1-4

w14 11/15 peji 30

Kuroora kana kuroorwa pashure pekumutswa—Ruka 20:34-36

w14 8/15 mapeji 29-30

“Nheyo yakasimba yaMwari”—2 Tim. 2:19

w14 7/15 mapeji 8-9, 13

Zvapupu zviviri—Zvak. chitsauko 11

w14 11/15 peji 30

2015

Gogi weMagogi—Ezek. chitsauko 38 ne39

w15 5/15 mapeji 29-30

Kufukidza musoro kana hanzvadzi ichiitisa chidzidzo cheBhaibheri

w15 2/15 peji 30

Mufananidzo wematarenda—Mat. 25:14-30

w15 3/15 mapeji 20-24

Mufananidzo wemhandara gumi—Mat. 25:1-13

w15 3/15 mapeji 13-16

Mifananidzo nezvayaimiririra

w15 3/15 mapeji 9-11, 17-18; w15 6/15 peji 32

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe