PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 27-28
Endai Munoita Kuti Vave Vadzidzi—Chikonzero Nei, Kupi, Uye Sei?
Chikonzero nei? Jesu akapiwa simba rakakura naJehovha
Kupi? Jesu akarayira vateveri vake kuti vaite kuti “vanhu vemarudzi ose vave vadzidzi”
Basa rekudzidzisa vanhu kuchengeta zvese zvakarayirwa naJesu hariperi
Tinodzidzisa sei vanhu zvakarayirwa naJesu?
Tinobatsira sei vadzidzi vedu kushandisa zvakadzidziswa naJesu?
Tinobatsira sei vadzidzi vedu kutevedzera Jesu?