RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 September p. 5
  • Hapana Chakapambadzwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Hapana Chakapambadzwa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Iva Mushandi Ane Unyanzvi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Shandisa Nokuchenjera Mabhuku Edu eBhaibheri
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Basa Riri Kuitwa kuWarwick Rava Papi
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 September p. 5
Mahofisi makuru kuWarwick, New York

KURARAMA KWECHIKRISTU

Hapana Chakapambadzwa

Jesu paakaita chishamiso chekupa varume 5 000 zvekudya, tisingabatanidzi vakadzi nevana, akaudza vadzidzi vake kuti: “Unganidzai zvimedu zvasara, kuti parege kuva nezvinopambadzwa.” (Joh 6:12) Zvaakavaudza izvi zvinoratidza kuti aionga zvavainge vapiwa naJehovha.

Mazuva ano, Dare Rinotungamirira rinoedza kutevedzera Jesu nekushandisa zvakanaka mari yezvipo. Semuenzaniso, paivakwa mahofisi makuru kuWarwick, New York, hama dzakasarudza mapurani asingadyi mari yakawanda.

TINGAITA SEI KUTI TISAPAMBADZA . . .

  • Hama iri kudzima maraiti muImba yeUmambo

    patinenge tiri pamisangano?

  • Mumwe weZvapupu zvaJehovha achinyora zita muBhaibheri rake

    patinotora mabhuku atinoda kushandisa pachedu? (km 5/09 3 ¶4)

  • Hama iri kutora maturakiti mashoma ekunoshandisa muushumiri

    patinotora mabhuku ekushandisa muushumiri? (mwb17.02 “Usapambadza Mabhuku”¶1)

  • Hanzvadzi iri kuda kuona kuti yopa munhu bhuku here

    patinenge tiri muushumiri? (mwb17.02 “Usapambadza Mabhuku”¶2, uye bhokisi)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe