PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 20-21
“Unondida Here Kupfuura Idzi?”
Kare, vabati vehove vairatidza mwoyo murefu, vaishanda nesimba uye vaitsungirira matambudziko kuti vabate hove. (w12 8/1 18-20) Unhu uhwu hwaizobatsira Petro kuti akwanise kubata vanhu. Asi aifanira kusarudza kuti aizokoshesa basa rake here kana kuti kudyisa makwai aJesu.
Zvii zvawakaita kuti uise Umambo pekutanga muupenyu hwako?