RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 February p. 4
  • “Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Rudzikinuro—Chipo Chakakwana Chinobva Kuna Baba
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Rudzikinuro rwaKristu—Chipo Chikuru Kwazvo chaMwari
    Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
  • Rudzikinuro—Chipo chaMwari Chinopfuura Zvese
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
  • Ramba Uchikoshesa Rudzikinuro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 February p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAROMA 4-6

“Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri”

5:8, 18, 21

Chipo chaJehovha cherudzikinuro chinokosha chaizvo pakuchenesa zita rake uye pakuratidza kuti ndiye ane kodzero yekutonga vanhu. Rudzikinuro runotibatsirawo kuti tinzi takarurama pamberi paMwari uye runoita kuti vanhu vanomuteerera vave netariro yekuva neramangwana rakanaka.

Tingaratidza sei kuti tinoonga chipo cherudzikinuro?

  • Murume ari kubhabhatidzwa

    Kuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa kunoratidza kuti tinotenda muchibayiro chaJesu uye kuti tinoda kuva vanhu vaJehovha

  • Hama dziri kuparidza

    Kuparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari kunoratidza kuti tinodawo vanhu vemarudzi ese sezvinoita Jehovha.​—Mt 22:39; Joh 3:16

Zvii zvimwe zvandingaita kuti ndiratidze kuti ndinoonga chipo chaMwari cherudzikinuro?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe