PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAHEBHERU 9-10
“Mumvuri Wezvinhu Zvakanaka Zvichauya”
9:12-14, 24-26; 10:1-4, 19, 20
Tebhenekeri yaimiririra urongwa hwaMwari hwekuti zvivi zvevanhu zviyananisirwe pachishandiswa rudzikinuro. Pazvinhu 4 zvaiva patebhenekeri zviri kuratidzwa apa, nyora nhamba yechimwe nechimwe pane zvachaimiririra.”
|
|