RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 September p. 4
  • Chinhu Chainyanya Kukosha muTebhenekeri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chinhu Chainyanya Kukosha muTebhenekeri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • “Mumvuri Wezvinhu Zvakanaka Zvichauya”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Chii Chinonzi Areka Yesungano?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Tebhenekeri Yekunamatira
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 September p. 4
Areka yesungano.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 25-26

Chinhu Chainyanya Kukosha muTebhenekeri

25:9, 21, 22

Areka ndiyo yaiva chinhu chainyanya kukosha mutebhenekeri uye mumusasa wevaIsraeri. Gore raiva pakati pemakerubhi maviri aiva paAreka raimiririra kuvapo kwaMwari. Gore negore paZuva Rekuyananisira, mupristi mukuru aipinda muNzvimbo Tsvenetsvene osasa ropa remukono wemombe nerembudzi pamberi pechekukwidibirisa achiitira zvivi zvevaIsraeri. (Re 16:14, 15) Izvi zvaimiririra zvaizoitwawo neMupristi Mukuru Jesu, paaizoenda pamberi paMwari kudenga achinopa ukoshi hwechibayiro chake.—VaH 9:24-26.

Vhesi imwe neimwe inoenderana nechikomborero chipi?

VHESI

  • 1Jo 1:8, 9

  • VaH 9:13, 14

  • VaR 6:23

MAKOMBORERO

  • tariro yekurarama nekusingaperi

  • kuregererwa zvivi

  • kuva nehana yakachena

Tinofanira kuita sei kuti tiwane makomborero aya?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe