RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 November p. 3
  • Usava Nemafungiro Enyika Paunenge Uchironga Muchato

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Usava Nemafungiro Enyika Paunenge Uchironga Muchato
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Zvamungaita Kuti Muronge Muchato Unokudza Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
  • Ita Kuti Zuva Romuchato Wako Riwedzere Kufadza uye Kukudzwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Michato Inofadza Inokudza Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Michato Inokudza Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 November p. 3
Pikicha yevanhu vari pamuchato

KURARAMA KWECHIKRISTU

Usava Nemafungiro Enyika Paunenge Uchironga Muchato

VaKristu vanenge vachironga muchato wavo vane zvinhu zvakawanda zvavanofanira kusarudza. Vanogona kuda kutevedzera michato yemaoresa inoitwa munzvimbo yavanogara. Hama neshamwari dzinenge dzichida kubatsira dzinogona kunge dziine zvadzinofunga kuti ndizvo zvinofanira kuitwa pamuchato wacho. Ndeapi mazano emuBhaibheri anobatsira vanenge vachida kuchata kuti varonge muchato wavo nenzira inoita kuti vazosara vaine hana yakachena uye vasingazvidembi?

ONA VHIDHIYO INONZI MICHATO INOKUDZA JEHOVHA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mavhesi ari pasi apa akabatsira sei Nick naJuliana?

    • 1VaK 10:31

    • 1Jo 2:15, 16

    • VaG 5:19-21

    • 1Ti 2:9

  • Nei vaKristu vari kuda kuchata vachifanira kusarudza hama yakasimba pakunamata kuti ive “mutungamiriri wemabiko”?—Joh 2:9, 10.

  • Nick naJuliana vakasarudza kuti muchato wavo unge wakaita sei, uye nei vakadaro?

  • Ndiani anofanira kusarudza zvichaitwa pamuchato?—w06 10/15 25 ¶10.

Vari kuda kuchata vanotsvakurudza vachishandisa tablet uyewo pepa, vanonyengetera, vanokurukura nevabereki vavo zvichaitwa pamuchato, uye vanonyora makadhi ekukoka vanhu kumuchato vachibatsirwa nevamwe vemumhuri
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe