RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 March p. 2
  • “Mwari Akaedza Abrahamu”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mwari Akaedza Abrahamu”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Muenzaniso Mukuru Worudo rwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Nei Mwari Akakumbira Abrahamu Kuti Ape Mwanakomana Wake Sechibayiro?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Akaratidza Kuti Aiva Nekutenda
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mwari Anoidza Kutenda kwaAbrahama
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 March p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 22-23

“Mwari Akaedza Abrahamu”

22:1, 2, 9-12, 15-18

Kurwadziwa kwakaita Abrahamu paakanga ava kuda kupa Isaka sechibayiro kunotibatsira kufungidzira kurwadziwa kwakaita Jehovha paakapa Mwanakomana wake, Jesu Kristu, serudzikinuro. (Joh 3:16) Mashoko ari muvhesi 2 anotidzidzisei nezvemanzwiro anoita Jehovha?

Mufananidzo: 1. Abrahamu akabata banga akatarisa kudenga uku Isaka akarara paatari. 2. Jesu ari padanda rekutambudzikira.

Rudo runa Jehovha runoita kuti unzwe kuda kuitei?​—1VaK 6:20; 1Jo 4:11

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe