RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 December p. 2
  • Tinofanira Kuda Jehovha Kupfuura Vanhu Vemumhuri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinofanira Kuda Jehovha Kupfuura Vanhu Vemumhuri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Mabatiro Atinofanira Kuita Munhu Akadzingwa
    “Rambai Muri Murudo rwaMwari”
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Ratidza Kuvimbika kwechiKristu Kana Mumwe Munhu Woukama Akadzingwa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
  • Kana Munhu Watinoda Akasiya Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 December p. 2
MuPristi Mukuru Aroni akamira muchivanze chetebhenekeri. Hama dzaAroni mbiri dzakatakura zvitunha zvaNadhabhi naAbhihu dzichienda nazvo kunze kwemusasa.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | REVHITIKO 10-11

Tinofanira Kuda Jehovha Kupfuura Vanhu Vemumhuri

10:1, 2, 4-7

Nadhabhi naAbhihu vakabata midziyo yekuisira moto ine rusenzi iri kubvira.

Kuvimbika kwedu kuna Jehovha kunogona kuedzwa panodzingwa munhu watinoda. Zvakaudzwa Aroni naJehovha zvinobatsira vaya vanofanira kurega kuwadzana nemunhu weukama akadzingwa. Kuda kwatinoita Jehovha kunofanira kunge kwakasimba kupfuura kuda kwatinoita vanhu vemumhuri vasina kutendeka.

Makomborero api anogona kuwanikwa nevaya vanoteerera Jehovha panyaya ine chekuita nevanhu vakadzingwa?—1VaK 5:11; 2Jo 10, 11

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe