RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 13
  • Takarongwa Kuti Tiparidzire Vanhu Vese

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Takarongwa Kuti Tiparidzire Vanhu Vese
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidzira Munhu Anotaura Mumwe Mutauro
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Kubatsira Ndima Yevanotaura Mutauro Wekune Imwe Nyika
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidzira Munhu Wese Mundima Yedu
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Kushanda Pamwe Chete Mundima Ine Mitauro Yakawanda
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 13
Hama iri kushanda ‘JW Language’ app patablet rayo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Takarongwa Kuti Tiparidzire Vanhu Vese

Jehovha anoronga vanhu vake mazuva ano kuti vaite kuda kwake semarongero aakaita vaIsraeri. Pasi rese, mahofisi emapazi, matunhu, ungano, uye mapoka ekuparidza, zvese zvakarongwa kuti mashoko akanaka arambe achiparidzwa. Tinoparidzira munhu wese kusanganisira vaya vanotaura mimwe mitauro.—Zva 14:6, 7.

Wakambofunga nezvekudzidzira mumwe mutauro here kuti ubatsire vamwe vanhu kudzidza chokwadi? Kunyange usina nguva yekudzidza mumwe mutauro, unogona kushandisa JW Language app kudzidzira mharidzo iri nyore. Kana uchinge waishandisa muushumiri, unogona kuva nemufaro sewakava nevaKristu vekutanga pavakaparidzira vanhu vaibva kune dzimwe nyika avo vakashamiswa nekunzwa “zvinhu zvikuru pamusoro paMwari” mumitauro yavo.—Mab 2:7-11.

ONA VHIDHIYO YAKANZI IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—PARIDZA NOMUTAURO WOKUNE IMWE NYIKA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Iva Shamwari yaJehovha—Paridza Nomutauro Wokune Imwe Nyika.’ Kuda ari kufungidzira achibatsirwa nerobhoti rinokwanisa kushandura kuti aparidzire mukadzi anotaura mumwe mutauro.

    Ndepapi paungashandisa JW Language app?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Iva Shamwari yaJehovha—Paridza Nomutauro Wokune Imwe Nyika.’ Peji repaJW Language app rine Makwazisiro uye Kusuma.

    Zvii zvimwe zviri paapplication yacho?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Iva Shamwari yaJehovha—Paridza Nomutauro Wokune Imwe Nyika.’ Mukadzi wacho anoratidza kufara paanokwaziswa naKuda naSarudzai nechiChinese.

    Vanhu vemitauro yese vanofanira kunzwa mashoko akanaka

    Vanhu vemundima yenyu vanotaura mitauro ipi?

  • Unofanira kuitei kana munhu anotaura mumwe mutauro akafarira mashoko eUmambo?—od 100-101 ¶39-41

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe