RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 2
  • Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Zvaungaita Kuti Nzira Yako Ibudirire
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Jehovha Anokomborera Mabasa Anoratidza Kutenda
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Uri Kutevedzera Mwari Wedu Asingasaruri Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Simbisa Hama Dzako Zvinhu Pazvinenge Zvakaoma
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 2
Vanasikana vashanu vaZerofehadhi vachitaura naMozisi pamberi petende rekusanganira.

Vanasikana vaZerofehadhi vachikumbira kupiwa nhaka yababa vavo

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura

Vanasikana vashanu vaZerofehadhi vaida kuchengetedza nhaka yababa vavo (Nu 27:1-4; w13 6/15 10 ¶14; ona mufananidzo uri pakavha)

Jehovha akaita chisarudzo chinoratidza kuti haasaruri (Nu 27:5-7; w13 6/15 11 ¶15)

Isuwo hatifaniri kusarura (Nu 27:8-11; w13 6/15 11 ¶16)

Tinotevedzera Jehovha pakusava nerusarura patinoremekedza vatinonamata navo tichivaratidza rudo uye patinoparidzira vanhu vemarudzi ese.

Mapikicha: Nzira dzatingaratidza nadzo kuti hatina rusarura. 1. Vanhu vemarudzi nemazera akasiyana-siyana vachitandara pamwe chete. 2. Murume nemudzimai vachiparidzira munhu werumwe rudzi pedyo nemusasa wevapoteri.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe