RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 6
  • Jehovha Anokomborera Mabasa Anoratidza Kutenda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anokomborera Mabasa Anoratidza Kutenda
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Zvaungaita Kuti Nzira Yako Ibudirire
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Simbisa Hama Dzako Zvinhu Pazvinenge Zvakaoma
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Chiedza Chinoramba Chichiwedzera Kupenya
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 6
Vapristi vakatakura Areka yesungano vachipinda muRwizi rwaJodhani rwakazara.

Vapristi vakatakura Areka yesungano vachipinda muRwizi rwaJodhani rwakazara

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anokomborera Mabasa Anoratidza Kutenda

Zvatinoudzwa naJehovha kuti tiite zvingaita sezvisina uchenjeri mukuona kwevanhu (Jos 3:12, 13; it-2-E 105; ona mufananidzo uri pakavha)

Varume vakagadzwa vanofanira kuva pamberi pakuteerera mirayiridzo (Jos 3:14; w13 9/15 16 ¶17)

Jehovha anokomborera vaya vanokurumidza kuita zvaanenge avaudza (Jos 3:15-17; w13 9/15 16 ¶18)

 Vapristi vakatakura Areka yesungano vachiyambuka nemuRwizi rwaJodhani rwakaoma.

Tinopa Jehovha chimwe chinhu chekuti akomborere patinoparidza kunyange kana tichingokwanisa kuita zvishoma nemhaka yeutano kana mamiriro ezvinhu.

Hanzvadzi iri kuparidzira mumwe mukadzi vakagara pabhenji remupaki munyika inorambidzwa basa redu, mupurisa achipfuura nepedyo.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe