PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Zvaungaita Kuti Nzira Yako Ibudirire
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raJoshua.]
Dzidza Shoko raMwari worishandisa (Jos 1:7, 8; w13 1/15 8 ¶7)
Vimba naJehovha paunenge uchiita kuda kwake (Jos 1:9; w13 1/15 11 ¶20)
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndepapi pandingada ushingi hunobva kuna Mwari?’